Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 11:11 - Shona BIBLE

11 Nokutenda naiye Sara akapiwa simba rokutora mimba, kunyangwe akanga achembera, nokuti akati iye akamupikira akatendeka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Nokutenda naiye Sara wakapiwa simba rokutora mimba, kunyaŋge akaŋga acembera, nokuti wakati iye wakamupikira wakatendeka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Nokutenda naiye Sara akapiwa simba rokutora mimba, kunyange akanga achembera, nokuti akati iye akamupikira akatendeka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Pamusana pechitendero Sara pachake akagamuchira simba rokubata pamuviri kunyange akanga apfuura pazera rokubereka nokuti akati iye akanga avatsidzira akatendeka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Pamusana pechitendero Sara pachake akagamuchira simba rokubata pamuviri kunyange akanga apfuura pazera rokubereka nokuti akati iye akanga avatsidzira akatendeka.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 11:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy