ƲaHeberu 10:33 - Shona BIBLE33 pamwe nokuti makaitwa chinhu chinotarirwa nokuzvidzwa nokutambudzwa; pamwe nokuti makagovana naivo vakaitirwa izvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 pamŋe nokuti makaitwa cinhu cinotarirwa nokuɀidzwa nokutambudzwa; pamŋe nokuti makagoʋana naiʋo ʋakaitirwa iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 pamwe nokuti makaitwa chinhu chinotarirwa nokuzvidzwa nokutambudzwa; pamwe nokuti makagovana naivo vakaitirwa izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Dzimwe nguva maipinda mukutukwa nokutambudzwa pazere vanhu kana kubatanidzirwa navanenge vachiitirwa zvakadaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Dzimwe nguva maipinda mukutukwa nokutambudzwa pazere vanhu kana kubatanidzirwa navanenge vachiitirwa zvakadaro. Viz kapitola |