ƲaHeberu 10:32 - Shona BIBLE32 Asi rangarirai mazuva okutanga, amakati mavhenekerwa, mukatsunga pakurwa kukuru kwedambudziko; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Asi raŋgarirai mazuʋa okutaŋga, amakati mavenekerwa, mukatsuŋga pakurwa kukuru kweɗambudziko; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Asi rangarirai mazuva okutanga, amakati mavhenekerwa, mukatsunga pakurwa kukuru kwedambudziko; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Asi yeukai, mazuva akare kuti mushure mokunge mavhenekerwa mukatirira matambudziko akaomarara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Asi yeukai, mazuva akare kuti mushure mokunge mavhenekerwa mukatirira matambudziko akaomarara. Viz kapitola |