ƲaHeberu 10:29 - Shona BIBLE29 hamufungi here kuti munhu, akatsika Mwanakomana waMwari pasi petsoka dzake, akati ropa resungano raakaitwa mutsvene naro harina maturo zvaro, akazvidza Mweya wenyasha, kuti iye haanganzi akafanirwa nokurohwa kunopfuura uku kwazvo here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 hamufuŋgi here kuti munhu, wakatsika Mŋanakomana waMŋari pasi petsoka dzake, akati ropa resuŋgano raakaitwa mutȿene naro harinamaturo ɀaro, akaɀidza Mŋeya wenyasha, kuti iye haaŋganzi wakafanirwa nokurobga kunopfuʋura uku kwaɀo here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 hamufungi here kuti munhu, akatsika Mwanakomana waMwari pasi petsoka dzake, akati ropa resungano raakaitwa mutsvene naro harina maturo zvaro, akazvidza Mweya wenyasha, kuti iye haanganzi akafanirwa nokurohwa kunopfuura uku kwazvo here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ko kutozoti munhu anotsokodzera Mwanakomana waMwari achin'oresa ropa rechitenderano rakamuita mutsvene achishatirisa Mweya wenyasha, acharangwa zvakaipisisa sei? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ko kutozoti munhu anotsokodzera Mwanakomana waMwari achin'oresa ropa rechitenderano rakamuita mutsvene achishatirisa Mweya wenyasha, acharangwa zvakaipisisa sei? Viz kapitola |