ƲaHeberu 10:20 - Shona BIBLE20 nenzira itsva mhenyu, yaakativambira iye nokupinda kwake paketeni retemberi, ndiyo nyama yake; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 nenzira itȿa mhenyu, yaakatiʋambira iye nokupinda kwake pacidzitiro cetembere, ndiyo nyama yake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 nenzira itsva mhenyu, yaakativambira iye nokupinda kwake pachidzitiro chetemberi, ndiyo nyama yake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 nenzira itsva mhenyu yaakatizarurira nokupinda kwaakaita napajira rokudzikatirisa, zvichereva muviri wake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 nenzira itsva mhenyu yaakatizarurira nokupinda kwaakaita napajira rokudzikatirisa, zvichereva muviri wake, Viz kapitola |