Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 1:5 - Shona BIBLE

5 Nokuti akambotaura kuna ani wavatumwa achiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu, Nhasi ndakakubereka? Uyezve, Ndichava baba vake, Iye achava Mwanakomana wangu?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Nokuti wakambotaura kunani waʋatumŋa, aciti: Ndiwe Mŋanakomana waŋgu, Nhasi ndakakuɓereka? Ʋuye ɀe: Ndicaʋa Ƃaɓa ʋake, Iye ucaʋa Mŋanakomana waŋgu?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Nokuti akambotaura kuna ani wavatumwa achiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu, Nhasi ndakakubereka? Uyezve, Ndichava baba vake, Iye achava Mwanakomana wangu?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Ndoupi mutumwa akambonzi naMwari; “Iwe uri Mwanakomana wangu, nhasi ndakubereka?” Kana kuti; “Ndichave baba kwaari, iye agove Mwanakomana kwandiri?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Ndoupi mutumwa akambonzi naMwari; “Iwe uri Mwanakomana wangu, nhasi ndakubereka?” Kana kuti; “Ndichave baba kwaari, iye agove Mwanakomana kwandiri?”

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 1:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy