ƲaHeberu 1:2 - Shona BIBLE2 zvino pakupedzisira kwamazuva ano akataura kwatiri muMwanakomana wake, waakaita mudyi wenhaka yezvinhu zvose, waakaitawo naye nyika; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ɀino pakupedzisira kwamazuʋa ano wakataura kwatiri muMŋanakomana wake, waakaita mudyi wenhaka yeɀinhu ɀose, waakaita ʋo naye nyika; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 zvino pakupedzisira kwamazuva ano akataura kwatiri muMwanakomana wake, waakaita mudyi wenhaka yezvinhu zvose, waakaitawo naye nyika; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 asi mumazuva ano okupedzisira akazotaura kwatiri nomuromo woMwanakomana wake, waakaita mugari wenhaka yezvinhu zvose. Ndiyewo waakasika naye pasi pose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 asi mumazuva ano okupedzisira akazotaura kwatiri nomuromo woMwanakomana wake, waakaita mugari wenhaka yezvinhu zvose. Ndiyewo waakasika naye pasi pose. Viz kapitola |