ƲaHeberu 1:14 - Shona BIBLE14 Ko havazi vose mweya inoshumira, yakatumwa kuzobata nokuda kwavanodya nhaka yokuponeswa here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ko haʋazi ʋose mŋeya inoshumira, yakatumŋa kuzoɓata nokuɗa kwaʋanodya nhaka yokuponeswa here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ko havazi vose mweya inoshumira, yakatumwa kuzobata nokuda kwavanodya nhaka yokuponeswa here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Handiti Mweya yose inebasa rokushanda here? Yakatumwa kuti indoitira basa avo vose vachazogara nhaka yoruponeso here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Handiti Mweya yose inebasa rokushanda here? Yakatumwa kuti indoitira basa avo vose vachazogara nhaka yoruponeso here?” Viz kapitola |