ƲaFiripi 4:11 - Shona BIBLE11 Handirevi izvozvi nokuti ndinoshayiwa; nokuti ini ndakadzidza kutenda nezvose zvandinazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Handireʋi iɀoɀi nokuti ndinoshaiwa; nokuti ini ndakadzidza kutenda neɀose ɀandinaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Handirevi izvozvi nokuti ndinoshayiwa; nokuti ini ndakadzidza kutenda nezvose zvandinazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Handisi kutaura izvi pamusana pokushaya chokubata nokuti ini ndakadzidza kugutsikana namamiriro anenge akaita zvinhu kwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Handisi kutaura izvi pamusana pokushaya chokubata nokuti ini ndakadzidza kugutsikana namamiriro anenge akaita zvinhu kwandiri. Viz kapitola |