ƲaFiripi 2:28 - Shona BIBLE28 Naizvozvo ndakashingaira kumutuma kwamuri, kuti mumuone, mufarezve, neni ndirege kuva nenhamo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Naiɀoɀo ndakashiŋgaira kumutuma kwamuri, kuti mumuʋone, mufare ɀe, neni ndirege kuʋa nenhamo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Naizvozvo ndakashingaira kumutuma kwamuri, kuti mumuone, mufarezve, neni ndirege kuva nenhamo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Nezvo ndinodisisa kwazvo kumutumira kuti mufare kwazvo kumuonazve uyewo kuti ndinge ndinoti gadzanei mwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Nezvo ndinodisisa kwazvo kumutumira kuti mufare kwazvo kumuonazve uyewo kuti ndinge ndinoti gadzanei mwoyo. Viz kapitola |