ƲaFiripi 2:23 - Shona BIBLE23 Zvino ndiye wandinoti ndichatuma kwamuri pakarepo, kana ndaona kuti zvangu zvakadini; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino ndiye wandinoti ndicatuma kwamuri pakarepo, kana ndaʋona kuti ɀaŋgu ɀakaɗini; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino ndiye wandinoti ndichatuma kwamuri pakarepo, kana ndaona kuti zvangu zvakadini; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Naizvozvo ndinotarisira kumutumira kana ndangoona kuti zviri kundifambira sei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Naizvozvo ndinotarisira kumutumira kana ndangoona kuti zviri kundifambira sei. Viz kapitola |