ƲaFiripi 2:22 - Shona BIBLE22 Asi munoziva kutendeka kwake, kuti akabata pamwechete neni paVhangeri, somwana anobatira baba vake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi munoziʋa kutendeka kwake, kuti wakaɓata pamŋe cete neni paEvaŋgeri, somŋana unoɓatira ɓaɓa ʋake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Asi munoziva kutendeka kwake, kuti akabata pamwechete neni paVhangeri, somwana anobatira baba vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Asi hunhu hwaTimoti munohuziva kuti akashanda neni pane zveShoko Rakanaka somwana nababa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Asi hunhu hwaTimoti munohuziva kuti akashanda neni pane zveShoko Rakanaka somwana nababa. Viz kapitola |