ƲaFiripi 1:8 - Shona BIBLE8 Nokuti Mwari chapupu changu kuti ndinokushuvai mose zvikuru netsitsi dzaKristu Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti Mŋari capupu caŋgu kuti ndinokushuʋai mose ɀikuru netsitsi dzaKristu Jesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Nokuti Mwari chapupu changu kuti ndinokushuvai mose zvikuru netsitsi dzaKristu Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwari angatondipupurirawo kuti ndinokusuwai sei mose ndiine rudo runa Kristu Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mwari angatondipupurirawo kuti ndinokusuwai sei mose ndiine rudo runa Kristu Jesu. Viz kapitola |