ƲaFiripi 1:5 - Shona BIBLE5 nokuda kwokusangana kwenyu paVhangeri kubva pazuva rokutanga kusvikira zvino; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 nokuɗa kwokusoŋgana kwenyu paEvaŋgeri kubva pazuʋa rokutaŋga kuȿikira ɀino; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 nokuda kwokusangana kwenyu paVhangeri kubva pazuva rokutanga kusvikira zvino; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 ndichitenda Mwari norubatsiro rwenyu muShoko Rakanaka, kubvira pazuva rokutanga kusvikira pari nhasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 ndichitenda Mwari norubatsiro rwenyu muShoko Rakanaka, kubvira pazuva rokutanga kusvikira pari nhasi. Viz kapitola |