ƲaFiripi 1:29 - Shona BIBLE29 Nokuti nokuda kwaKristu imi makatenderwa kuti murege kutenda kwaari bedzi, asi kuti mutambudzikewo nokuda kwake; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Nokuti nokuɗa kwaKristu imi makatenderwa kuti murege kutenda kwaari ɓedzi, asi kuti mutambudzike ʋo nokuɗa kwake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Nokuti nokuda kwaKristu imi makatenderwa kuti murege kutenda kwaari bedzi, asi kuti mutambudzikewo nokuda kwake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Chikonzero ndechokuti pamusana paKristu makapiwa, kwete kuti mungodavira chete maari, asi kuti mumutambudzikirewo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Chikonzero ndechokuti pamusana paKristu makapiwa, kwete kuti mungodavira chete maari, asi kuti mumutambudzikirewo. Viz kapitola |