ƲaFiripi 1:13 - Shona BIBLE13 nokudaro kuti kusungwa kwangu kwakazikanwa muimba yashe yose, nokuna vamwe vose kuti kuri muna Kristu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 nokuɗaro kuti kusuŋgwa kwaŋgu kwakazikanwa muimba yashe yose, nokunaʋamŋe ʋose kuti kuri munaKristu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 nokudaro kuti kusungwa kwangu kwakazikanwa muimba yashe yose, nokuna vamwe vose kuti kuri muna Kristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 zvokuti zvavakutozivikanwa nevokuchengetedza mumuzinda navamwe vose kuti kuva mujeri kwangu, pamusana paKristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 zvokuti zvavakutozivikanwa nevokuchengetedza mumuzinda navamwe vose kuti kuva mujeri kwangu, pamusana paKristu. Viz kapitola |