ƲaEfeso 6:9 - Shona BIBLE9 Nemi madzishe, muvaitire saizvozvo, murege kuvatyisa; nokuti munoziva kuti Ishe wavo nowenyu ari kudenga; haatendi zvinoonekwa zvomunhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nemi madzishe, muʋaitire saiɀoɀo, murege kuʋatyisa; nokuti munoziʋa kuti Ishe waʋo nowenyu uri kuɗeŋga; haatendi ɀinoʋonekwa ɀomunhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Nemi madzishe, muvaitire saizvozvo, murege kuvatyisa; nokuti munoziva kuti Ishe wavo nowenyu ari kudenga; haatendi zvinoonekwa zvomunhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Imi vana tenzi itaiwo zvimwechetezvo kwavari. Musavatyisidzire. Zivai kuti Tenzi wavo ari kudenga ndiye Tenzi wenyuwo uye kuti iye haana rusaruro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Imi vana tenzi itaiwo zvimwechetezvo kwavari. Musavatyisidzire. Zivai kuti Tenzi wavo ari kudenga ndiye Tenzi wenyuwo uye kuti iye haana rusaruro. Viz kapitola |