ƲaEfeso 6:8 - Shona BIBLE8 muchiziva kuti chinhu chipi nechipi chakanaka, chinoitwa nomunhu mumwe nomumwe, achapiwazve naIshe, kana akasungwa kana akasununguka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 muciziʋa kuti cinhu cipi necipi cakanaka, cinoitwa nomunhu mumŋe nomumŋe, ucacipiwa ɀe naShe, kana akasuŋgwa kana akasunuŋguka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 muchiziva kuti chinhu chipi nechipi chakanaka, chinoitwa nomunhu mumwe nomumwe, achapiwazve naIshe, kana akasungwa kana akasununguka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zivai kuti munhu anoita zvakanaka achapiwa zvakanaka naTenzi kunyange ari muranda kana musununguki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zivai kuti munhu anoita zvakanaka achapiwa zvakanaka naTenzi kunyange ari muranda kana musununguki. Viz kapitola |