ƲaEfeso 6:6 - Shona BIBLE6 musingabati basa kana muchionekwa bedzi, savafadzi vavanhu, asi savaranda vaKristu, vanoita kuda kwaMwari nomwoyo wose; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 musiŋgaɓati kana muciʋonekwa ɓedzi, saʋafadzi ʋaʋanhu, asi saʋaranda ʋaKristu, ʋanoita kuɗa kwaMŋari nomŋoyo wose; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 musingabati basa kana muchionekwa bedzi, savafadzi vavanhu, asi savaranda vaKristu, vanoita kuda kwaMwari nomwoyo wose; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 kwete zvechipameso zvokufadza vanhu asi savaranda vaKristu muchiita zvinodiwa naMwari nomwoyo wose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 kwete zvechipameso zvokufadza vanhu asi savaranda vaKristu muchiita zvinodiwa naMwari nomwoyo wose. Viz kapitola |