ƲaEfeso 5:28 - Shona BIBLE28 Saizvozvowo varume vanofanira kuda vakadzi vavo semiviri yavo. Anoda mukadzi wake, anozvida; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Saiɀoɀo ʋo ʋarume ʋanofanira kuɗa ʋakadzi ʋaʋo semiʋiri yaʋo. Unoɗa mukadzi wake, unoɀiɗa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Saizvozvowo varume vanofanira kuda vakadzi vavo semiviri yavo. Anoda mukadzi wake, anozvida; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Saizvozvo varume vanofanira kuda vadzimai vavo sokuda kwavanoita miviri yavo. Munhu anoda mudzimai wake ari kutozvida iye pachake Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Saizvozvo varume vanofanira kuda vadzimai vavo sokuda kwavanoita miviri yavo. Munhu anoda mudzimai wake ari kutozvida iye pachake Viz kapitola |