ƲaEfeso 4:10 - Shona BIBLE10 Akaburuka ndiye akakwirawo kumusoro–soro kwedenga rose, kuti azadzise zvose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Wakaɓuruka ndiye wakakwira ʋo kumsoro‐soro kweɗeŋga rose, kuti azadzise ɀose). Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Akaburuka ndiye akakwirawo kumusoro-soro kwedenga rose, kuti azadzise zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Iye akadzika ndiyewo akakwira kumusorosoro kwamatenga ose kuti azadze zvinhu zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Iye akadzika ndiyewo akakwira kumusorosoro kwamatenga ose kuti azadze zvinhu zvose. Viz kapitola |