ƲaEfeso 3:20 - Shona BIBLE20 Zvino, iye ane simba rokuita zvikuru kwazvo zvinopfuura zvose zvatinokumbira kana zvatinofunga, nesimba rinobata mukati medu, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino, iye unesimba rokuita ɀikuru kwaɀo ɀinopfuʋura ɀose ɀatinokumbira kana ɀatinofuŋga, nesimba rinoɓata mukati meɗu, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino, iye ane simba rokuita zvikuru kwazvo zvinopfuura zvose zvatinokumbira kana zvatinofunga, nesimba rinobata mukati medu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Zvino iye ane simba rinoshanda matiri anokwanisa kuita zvakawandisisa kupfuura zvose zvatingakumbire kana zvatingafunge Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Zvino iye ane simba rinoshanda matiri anokwanisa kuita zvakawandisisa kupfuura zvose zvatingakumbire kana zvatingafunge Viz kapitola |