ƲaEfeso 3:16 - Shona BIBLE16 kuti vakupei papfuma yokubwinya kwavo kukuru, simba kuti musimbiswe noMweya wavo mumunhu womukati; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 kuti ʋakupei pafuma yokubginya kwaʋo kukuru, simba kuti musimbiswe noMŋeya waʋo mumunhu womukati; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 kuti vakupei papfuma yokubwinya kwavo kukuru, simba kuti musimbiswe noMweya wavo mumunhu womukati; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndinonamata kuti kubva muupfumi hwavo hune mbiri akusimbaradzei nesimba nokuna Mweya, umunhu hwenyu hwomukati Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndinonamata kuti kubva muupfumi hwavo hune mbiri akusimbaradzei nesimba nokuna Mweya, umunhu hwenyu hwomukati Viz kapitola |