ƲaEfeso 3:15 - Shona BIBLE15 rudzi rwose kudenga napanyika runotumidzwa nezita ravo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 aʋo, rudzi rwose kuɗeŋga napanyika runotumidzwa nezita raʋo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 rudzi rwose kudenga napanyika runotumidzwa nezita ravo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 kunobva chose chinotumidzwa kuti mhuri, chingave kudenga kana kuti pasi pano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 kunobva chose chinotumidzwa kuti mhuri, chingave kudenga kana kuti pasi pano. Viz kapitola |