ƲaEfeso 3:10 - Shona BIBLE10 kuti zvino madzishe navane simba kudenga vaziviswe nesungano kuchenjera kukuru kwaMwari; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 kuti ɀino ʋaɓati naʋanesimba kuɗeŋga ʋaziʋiswe nekereke kucenjera kukuru kwaMŋari; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 kuti zvino madzishe navane simba kudenga vaziviswe nesungano kuchenjera kukuru kwaMwari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 kuitirawo kuti nomusangano, ungwaru hwaMwari hwakasiyana–siyana huratidzwe zvino kune mweya mikurukuru neino ushe yomumatenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 kuitirawo kuti nomusangano, ungwaru hwaMwari hwakasiyana–siyana huratidzwe zvino kune mweya mikurukuru neino ushe yomumatenga. Viz kapitola |