ƲaEfeso 2:14 - Shona BIBLE14 Nokuti ndiye rugare rwedu, iye akaita zvinhu zviviri kuti chive chinhu chimwe, akaputsa rusvingo rwapakati rwaiparadzanisa; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Nokuti ndiye rugare rweɗu, iye wakaita ɀinhu ɀiʋiri kuti ciʋe cinhu cimŋe, akaputsa ruȿiŋgo rwapakati rwaiparadzanisa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Nokuti ndiye rugare rwedu, iye akaita zvinhu zviviri kuti chive chinhu chimwe, akaputsa rusvingo rwapakati rwaiparadzanisa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Nokuti Kristu ndiye rugare rwedu akaita kuti tive vamwe akaputsa munyama yake chidziro chaiparadzanisa vanhu choruvengo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Nokuti Kristu ndiye rugare rwedu akaita kuti tive vamwe akaputsa munyama yake chidziro chaiparadzanisa vanhu choruvengo Viz kapitola |