ƲaEfeso 2:12 - Shona BIBLE12 kuti nenguva iyo makanga musina Kristu, muri vatorwa paushe hwaVaIsiraeri, muri vaeni pasungano dzechipikirwa, musina tariro, musina Mwari panyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 kuti neŋguʋa iyo makaŋga musinaKristu, muri ʋatorwa paʋushe bgaʋaIsraeri, muri ʋaeni pasuŋgano dzecipikirwa, musinetariro, musinaMŋari panyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 kuti nenguva iyo makanga musina Kristu, muri vatorwa paushe hwavaIsiraeri, muri vaeni pasungano dzechipikirwa, musina tariro, musina Mwari panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Yeukai kuti panguva iyoyo imi makanga makaparadzana naKristu, muri vatorwa kumhuri yeIsiraeri makatsaurwa kuzvitenderano zvechipikirwa musina chitarisiro uye musina Mwari panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Yeukai kuti panguva iyoyo imi makanga makaparadzana naKristu, muri vatorwa kumhuri yeIsiraeri makatsaurwa kuzvitenderano zvechipikirwa musina chitarisiro uye musina Mwari panyika. Viz kapitola |