ƲaEfeso 1:14 - Shona BIBLE14 uri rubato rwenhaka yedu, kuratidza kudzikinurwa kwavanhu vaMwari chaivo, kuti kubwinya kwake kurumbidzwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 uri ruɓatso rwenhaka yeɗu, kuratidza kudzikinurwa kwaʋanhu ʋaMŋari caiʋo, kuti kubginya kwake kurumbidzwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 uri rubato rwenhaka yedu, kuratidza kudzikinurwa kwavanhu vaMwari chaivo, kuti kubwinya kwake kurumbidzwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mweya Mutsvene ndiye rubatso rwenhaka yedu kusvikira taiwana, mbiri yaMwari ichibva yarumbidzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mweya Mutsvene ndiye rubatso rwenhaka yedu kusvikira taiwana, mbiri yaMwari ichibva yarumbidzwa. Viz kapitola |