Rute 4:4 - Shona BIBLE4 ndakati ndichakuudza izvozvo, ndichiti, ‘Chiutenga pamberi pavanhu vagere pano, napamberi pavakuru vavanhu vangu. Kana uchida kuudzikinura, undiudze, chiudzikinura hako, asi kana usingadi kuudzikinura, ndiudze, ndizive, nokuti hakuna ungaudzikinura asi iwe; unokutevera ndini.’ ” Akati, “Ndichaudzikinura ini.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ndakati ndicakuʋudza iɀoɀo, ndiciti: Ciuteŋga pamberi paʋanhu ʋagere pano, napamberi paʋakuru ʋaʋanhu ʋaŋgu. Kana uciɗa kuudzikinura, ndiʋudze, ciudzikinura hako, asi kana usiŋgaɗi kuudzikinura, ndiʋudze, ndiziʋe, nokuti hakuna‐uŋgaudzikinura asi iwe; unokuteʋera ndini. Akati: Ndicaudzikinura ini. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 ndakati ndichakuudza izvozvo, ndichiti, ‘Chiutenga pamberi pavanhu vagere pano, napamberi pavakuru vavanhu vangu. Kana uchida kuudzikinura, undiudze, chiudzikinura hako, asi kana usingadi kuudzikinura, ndiudze, ndizive, nokuti hakuna ungaudzikinura asi iwe; unokutevera ndini.’ ” Akati, “Ndichaudzikinura ini.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Zvino ndati ndikurume nzeve nezvawo, saka ndinoti dai wautenga dare richizviona, vakuru vakuru vedu varipo. Kana uchida kuununura, ununure zvako, asi kana usingadi nditaurirewo ndizive nokuti hakuna mumwe ane mvumo yokuununura kusiya iwe neni. Iwe ndiwe wokutanga, ini ndiri wechipiri.” Iye uya ndokuti, “Ndinoda kuununura.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Zvino ndati ndikurume nzeve nezvawo, saka ndinoti dai wautenga dare richizviona, vakuru vakuru vedu varipo. Kana uchida kuununura, ununure zvako, asi kana usingadi nditaurirewo ndizive nokuti hakuna mumwe ane mvumo yokuununura kusiya iwe neni. Iwe ndiwe wokutanga, ini ndiri wechipiri.” Iye uya ndokuti, “Ndinoda kuununura.” Viz kapitola |