Rute 4:14 - Shona BIBLE14 Zvino vakadzi vakati kuna Naomi, “Jehovha ngaakudzwe, asina kukushaisa hama yomumba nhasi, zita rake rikurumbire pakati paIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino ʋakadzi ʋakati kunaNaome: Jehova ŋgaakudzwe, usina‐kukushaisa hama yomumba nhasi, zita rake rikurumbire pakati paIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino vakadzi vakati kuna Naomi, “Jehovha ngaakudzwe, usina kukushaisa hama yomumba nhasi, zita rake rikurumbire pakati paIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vakadzi vakati kuna Naomi, “Tenzi ngaarumbidzwe, iye asina nhasi uno kukunyima hama chaiyo, mugari wenhaka. Zita rake ngarive nomukurumbira muIsiraeri! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vakadzi vakati kuna Naomi, “Tenzi ngaarumbidzwe, iye asina nhasi uno kukunyima hama chaiyo, mugari wenhaka. Zita rake ngarive nomukurumbira muIsiraeri! Viz kapitola |