Rute 3:2 - Shona BIBLE2 Zvino Bhoazi, kwawakanga uri kuvasikana vake, haizi hama yedu here? Tarira iye ucharudza bhari madekwana ano paburiro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino Boazi, kwawakaŋga uri kuʋasikana ʋake, haizi hama yeɗu here? Tarira iye ucarudza bari maɗekwanano paɓuriro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Zvino Bhoazi, kwawakanga uri kuvasikana vake, haizi hama yedu here? Tarira iye ucharudza bhari madekwana ano paburiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Handiti Bhoazi uyu ane varandasikana vawaiva navo; ihama yedu chaiyo. Chiteerera unzwe, usiku hwanhasi achange achiurutsa bhari paburiro riya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Handiti Bhoazi uyu ane varandasikana vawaiva navo; ihama yedu chaiyo. Chiteerera unzwe, usiku hwanhasi achange achiurutsa bhari paburiro riya. Viz kapitola |