Rute 3:15 - Shona BIBLE15 Akati, “Uya nenguo yawakafuka, uibate,” akaibata, iye akayera zviyero zvitanhatu zvebhari, akamutakudza akapinda muguta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akati: Ʋuya neŋguʋo yawakafuka, uiɓate; akaiɓata, iye akayera ɀiyero ɀitanhatu ɀebari, akamutakudza iɀo, akapinda muguta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Akati, “Uya nenguo yawakafuka, uibate,” akaibata, iye akayera zviyero zvitanhatu zvebhari, akamutakudza akapinda muguta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akamuti, “Uya nechari yawakafuka uitambanudze.” Rute akabva aitambanudza, Bhoazi akadira mairi bhari inorema makirogiramu anenge makumi maviri. Akamutsiga, akaenda zvake muguta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Akamuti, “Uya nechari yawakafuka uitambanudze.” Rute akabva aitambanudza, Bhoazi akadira mairi bhari inorema makirogiramu anenge makumi maviri. Akamutsiga, akaenda zvake muguta. Viz kapitola |