Online Bible

- Reklamy -

Rute 3:14 - Shona BIBLE

14 Iye akavata patsoka dzake kusvikira mangwanani, akamuka vanhu vachigere kunatsoona. Nokuti wakati, “Ngazvirege kuzikanwa, kuti mukadzi wakauya paburiro.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Iye akaʋata patsoka dzake kuȿikira maŋgwanani, akamuka ʋanhu ʋacigere kunatso‐ʋona. Nokuti wakati: Ŋgaɀirege kuzikanwa, kuti mukadzi wakaʋuya paɓuriro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Iye akavata patsoka dzake kusvikira mangwanani, akamuka vanhu vachigere kunatsoona. Nokuti wakati, “Ngazvirege kuzikanwa, kuti mukadzi wakauya paburiro.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Saka iye akarara zvake kumakumbo kwake kusvikira mangwanani. Asi akamuka nguva yokuti hawainyatsoziva kuti munhu wauri kuona ndiani nokuti Bhoazi akanga asingade kuti zvizikanwe kuti pane mukadzi akasvika paburiro usiku.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Saka iye akarara zvake kumakumbo kwake kusvikira mangwanani. Asi akamuka nguva yokuti hawainyatsoziva kuti munhu wauri kuona ndiani nokuti Bhoazi akanga asingade kuti zvizikanwe kuti pane mukadzi akasvika paburiro usiku.

Viz kapitola kopírovat

Rute 3:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy