Rute 3:12 - Shona BIBLE12 Zvino zvirokwazvo kuti ini ndiri hama yomumba, asi kune imwe hama iri pedyo kupfuura ini. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino iɀo ɀirokwaɀo kuti ini ndiri hama yomumba, asi kuneimŋe hama iri pedyo kupfuʋure’ni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino zvirokwazvo kuti ini ndiri hama yomumba, asi kune imwe hama iri pedyo kupfuura ini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zvino ichokwadi kuti ndiri hama chaiyo yomumba, asi kune mumwe anotova wepedyo kupinda ini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Zvino ichokwadi kuti ndiri hama chaiyo yomumba, asi kune mumwe anotova wepedyo kupinda ini. Viz kapitola |