Rute 2:8 - Shona BIBLE8 Ipapo Bhoazi akati kuna Rute, “Chinzwa hako, mwanasikana wangu. Usandounganidza kuno mumwe munda, uye usabva pano, asi urambire pano kuvasikana vangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ipapo Boazi akati kunaRute: Cinzwa hako, mŋanasikana waŋgu. Usandoʋuŋganidza kunomumŋe munda, ʋuye usabva pano, asi urambire pano kuʋasikana ʋaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ipapo Bhoazi akati kuna Rute, “Chinzwa hako, mwanasikana wangu. Usandounganidza kunomumwe munda, uye usabva pano, asi urambire pano kuvasikana vangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Bhoazi akati kuna Rute, “Chinzwa mwanangu, chirega zvako kuzvinetsa nokusweroenda kundofuhwa kune mimwe minda, asi ramba wakati kwati navasikana ava. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Bhoazi akati kuna Rute, “Chinzwa mwanangu, chirega zvako kuzvinetsa nokusweroenda kundofuhwa kune mimwe minda, asi ramba wakati kwati navasikana ava. Viz kapitola |