Rute 2:3 - Shona BIBLE3 Iye akaenda, akandounganidza pamunda achitevera vacheki; akava neropa rakanaka kuti wakasvika pamunda waBhoazi wemba yaErimereki. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Iye akaenda, akandoʋuŋganidza pamunda aciteʋera ʋaceki; akaʋa neropa rakanaka kuti wakaȿika pamunda waBoazi weimba yaErimereki. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Iye akaenda, akandounganidza pamunda achitevera vacheki; akava neropa rakanaka kuti wakasvika pamunda waBhoazi weimba yaErimereki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akasimuka akabva aenda kune mumwe munda akandofuhwa achitevera vakohwi. Zvakangoitikawo kuti munda iwoyo wakanga uri waBhoazi aiva wemhuri imwechete naErimereki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Akasimuka akabva aenda kune mumwe munda akandofuhwa achitevera vakohwi. Zvakangoitikawo kuti munda iwoyo wakanga uri waBhoazi aiva wemhuri imwechete naErimereki. Viz kapitola |