Rute 2:22 - Shona BIBLE22 Naomi akati kuna Rute, mukadzi womwana wake, “Zvakanaka mwana wangu, kuti uende navasikana vake, urege kuonekwa kune mumwe munda.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Naome akati kunaRute, mukadzi womŋana wake: Ɀakanaka mŋana waŋgu, kuti uende naʋasikana ʋake, urege kuʋonekwa kunomumŋe munda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Naomi akati kuna Rute, mukadzi womwana wake, “Zvakanaka mwana wangu, kuti uende navasikana vake, urege kuonekwa kune mumwe munda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Naomi akataurira muroora wake Rute achiti, “Zviri nani mwanangu kuti ushande navasikana vanomushandira ivavo nokuti ukaenda kumunda mumwewo, kungadaro kukawana chakaipa chingaitwe kwauri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Naomi akataurira muroora wake Rute achiti, “Zviri nani mwanangu kuti ushande navasikana vanomushandira ivavo nokuti ukaenda kumunda mumwewo, kungadaro kukawana chakaipa chingaitwe kwauri.” Viz kapitola |