Rute 2:19 - Shona BIBLE19 Ipapo vamwene vake vakati kwaari, “Wandounganidzepiko nhasi? Wandobata basa kupiko? Iye wakava nehanya newe ngaaropafadzwe.” Akaudza vamwene vake kuti wakandobata basa kuna ani, akati, “Zita romurume wandakandobata kwaari nhasi ndiBhoazi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ipapo ʋamŋene ʋake ʋakati kwaari: Wandoʋuŋganidzepiko nhasi? Wandoɓate‐ɓasa kupiko? Iye wakaʋa nehanya newe ŋgaaropafadzwe. Akaʋudza ʋamŋene ʋake kuti wakandoɓate‐ɓasa kunani, akati: Zita romurume wandakandoɓata kwaari nhasi ndiBoazi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Ipapo vamwene vake vakati kwaari, “Wandounganidzepiko nhasi? Wandobata basa kupiko? Iye wakava nehanya newe ngaaropafadzwe.” Akaudza vamwene vake kuti wakandobata basa kunaani, akati, “Zita romurume wandakandobata kwaari nhasi ndiBhoazi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vamwene vake vakati kwaari, “Wafuhwa kupiko nhasi? Waita basa kupi? Ndiani zvake akucheukawo iyeyo?” Akataurira vamwene vake kuti ndokwavani kwaakanga ashanda. Akati, “Zita romurume wokwandashanda nhasi ndiBhoazi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vamwene vake vakati kwaari, “Wafuhwa kupiko nhasi? Waita basa kupi? Ndiani zvake akucheukawo iyeyo?” Akataurira vamwene vake kuti ndokwavani kwaakanga ashanda. Akati, “Zita romurume wokwandashanda nhasi ndiBhoazi.” Viz kapitola |