Rute 2:17 - Shona BIBLE17 Naizvozvo akaunganidza pamunda kusvikira madekwana; akandopura zvaakaunganidza, zvikavavarira kusvika efa imwe yebhari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Naiɀoɀo akaʋuŋganidza pamunda kuȿikira maɗekwana; akandopura ɀaakaʋuŋganidza, ɀikaʋaʋarira kuȿika efa imŋe yebari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Naizvozvo akaunganidza pamunda kusvikira madekwana; akandopura zvaakaunganidza, zvikavavarira kusvika efa imwe yebhari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Saka akafuhwa kusvikira manheru ndokubva apura bhari yaakanga afuhwa akawana bhari inorema makirogiramu ainge oda kusvika gumi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Saka akafuhwa kusvikira manheru ndokubva apura bhari yaakanga afuhwa akawana bhari inorema makirogiramu ainge oda kusvika gumi. Viz kapitola |