Rute 2:1 - Shona BIBLE1 Zvino Naomi wakanga ane hama yomurume wake, murume wakanga ane simba nepfuma, weimba yaErimereki, wainzi Bhoazi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Naome wakaŋga anehama yomurume wake, murume wakaŋga anesimba nefuma, weimba yaErimereki, wainzi Boazi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Naomi wakanga ane hama yomurume wake, murume wakanga ane simba nepfuma, weimba yaErimereki, wainzi Bhoazi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Naomi uyu aiva nehama yomurume wake Erimereki yomumba, yainzi Bhoazi yaiva shoroma chaiyo yomurume. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Naomi uyu aiva nehama yomurume wake Erimereki yomumba, yainzi Bhoazi yaiva shoroma chaiyo yomurume. Viz kapitola |