Rute 1:7 - Shona BIBLE7 Akabva kwaakanga ari navakadzi vavana vake vaviri, vakafamba nenzira inodzokera kunyika yaJudha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akabva kwaakaŋga ari naʋakadzi ʋaʋana ʋake ʋaʋiri, ʋakafamba nenzira inodzokera kunyika yaJuda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Akabva kwaakanga ari navakadzi vavana vake vaviri, vakafamba nenzira inodzokera kunyika yaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Iye navaroora vake vaviri vakasimuka vakabva kwavaigara, vakapinda munzira vodzokera kunyika yokwaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Iye navaroora vake vaviri vakasimuka vakabva kwavaigara, vakapinda munzira vodzokera kunyika yokwaJudha. Viz kapitola |