Online Bible

- Reklamy -

Rute 1:21 - Shona BIBLE

21 Ndakabuda ndizere, Jehovha akandidzoserazve kumusha ndisina chinhu; munondiidzireiko Naomi, Jehovha zvaakandipupurira mhosva, waMasimbaose zvaakandimanikidza?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ndakaɓuɗa ndizere, Jehova akandidzosera ɀe kumusha ndisinecinhu; munondiidzireiko Naome, Jehova ɀaakandipupurira mhoȿa, Wamasimba‐ose ɀaakandimanikidza?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Ndakabuda ndizere, Jehovha akandidzoserazve kumusha ndisina chinhu; munondiidzireiko Naomi, Jehovha zvaakandipupurira mhosva, waMasimbaose zvaakandimanikidza?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 “Ndakaenda ndakapfumawo Asi Tenzi andidzora ndachiti dano, ndisisina kana chinhu muchanza. Chamunonditi Naomi, ndechipi ipapa, kana Tenzi achindipa nhamo kudai, kana iye Samasimbaose achitondirwadzisa kudai?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 “Ndakaenda ndakapfumawo Asi Tenzi andidzora ndachiti dano, ndisisina kana chinhu muchanza. Chamunonditi Naomi, ndechipi ipapa, kana Tenzi achindipa nhamo kudai, kana iye Samasimbaose achitondirwadzisa kudai?”

Viz kapitola kopírovat

Rute 1:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy