Rute 1:20 - Shona BIBLE20 Akati kwavari, “Regai kundidaidza kuti Naomi, asi mundidaidza kuti Mara, nokuti waMasimbaose wakandiitira zvinovava kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akati kwaʋari: Regai kundiidza Naome, asi mundiidze Mara, nokuti Wamasimba‐ose wakandiitira ɀinoʋaʋa kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Akati kwavari, “Regai kundiidza Naomi, asi mundiidze Mara, nokuti waMasimbaose wakandiitira zvinovava kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ivo vakati kwavari, “Regai zvenyu kunditi Naomi, isvai zvenyu manditi Mara nokuti Samasimbaose akaita kuti upenyu hundiipire. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Ivo vakati kwavari, “Regai zvenyu kunditi Naomi, isvai zvenyu manditi Mara nokuti Samasimbaose akaita kuti upenyu hundiipire. Viz kapitola |