Rute 1:17 - Shona BIBLE17 pamunondofira, ndipo pandichandofira neniwo, ndipo pandichavigwawo; Jehovha ngaandirove, arambe achidaro, kana imi neni tikaparadzaniswa nechinhu, asi norufu bedzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 pamunondofira, ndi’po pandicandofira neni ʋo, ndi’po pandicaʋigwa ʋo; Jehova ŋgaandiroʋe, arambe aciɗaro, kana imi neni tikaparadzaniswa necinhu, asi norufu ɓedzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 pamunondofira, ndipo pandichandofira neniwo, ndipo pandichavigwawo; Jehovha ngaandirove, arambe achidaro, kana imi neni tikaparadzaniswa nechinhu, asi norufu bedzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kwamunofira ndokwandichafirawo, ikoko ndokwandichavigwawo. Kunyange rufu chairwo harufanire kutiparadzanisa; kana ndadaro Tenzi ngaandione, ngaandirege ndichiwirwa, nezvakatoomesesa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kwamunofira ndokwandichafirawo, ikoko ndokwandichavigwawo. Kunyange rufu chairwo harufanire kutiparadzanisa; kana ndadaro Tenzi ngaandione, ngaandirege ndichiwirwa, nezvakatoomesesa.” Viz kapitola |