Rute 1:11 - Shona BIBLE11 Naomi akati, “Dzokai, vana vangu, muchaendereiko neni? Ini ndichina vamwe vanakomana mumuviri wangu vangazova varume venyu here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Naome akati: Dzokai, ʋana ʋaŋgu, mucaendireiko neni? Ini ndicinaʋamŋe ʋanakomana mumuʋiri waŋgu ʋaŋgazoʋa ʋarume ʋenyu here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Naomi akati, “Dzokai, vana vangu, muchaendereiko neni? Ini ndichina vamwe vanakomana mumuviri wangu vangazova varume venyu here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi Naomi akati, “Dzokerai zvenyu vanangu, chii chamuchaenderawo neni? Munoti ndichine vana vakomana vandingabereke vokuzokuroorai here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi Naomi akati, “Dzokerai zvenyu vanangu, chii chamuchaenderawo neni? Munoti ndichine vana vakomana vandingabereke vokuzokuroorai here? Viz kapitola |