Rute 1:1 - Shona BIBLE1 Zvino namazuva okutonga kwavatongi nzara yakanga iripo panyika. Mumwe murume weBhetirehemu–judha akandogara panyika yaMoabhu, iye nomukadzi wake navanakomana vake vaviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino namazuʋa okutoŋga kwaʋatoŋgi nzara yakaŋga iri’po panyika. Mumŋe murume weBeti‐rehemi‐juda akandogara panyika yaMoabi, iye nomukadzi wake naʋanakomana ʋake ʋaʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino namazuva okutonga kwavatongi nzara yakanga iripo panyika. Mumwe murume weBheterehemu-judha akandogara panyika yaMoabhu, iye nomukadzi wake navanakomana vake vaviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mumazuva aitungamirirwa navatungamiriri vainzi vatongi kwakaitika nzara munyika yeIsiraeri. Mumwe murume wokuBheterehemu rokwaJudha, akaenda kumbondogara kunyika yeMoabhu nomukadzi wake navana vake vaviri vakomana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mumazuva aitungamirirwa navatungamiriri vainzi vatongi kwakaitika nzara munyika yeIsiraeri. Mumwe murume wokuBheterehemu rokwaJudha, akaenda kumbondogara kunyika yeMoabhu nomukadzi wake navana vake vaviri vakomana. Viz kapitola |