Ruka 9:44 - Shona BIBLE44 “Mashoko awa ngaapinde munzeve dzenyu; nokuti Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avanhu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Mashoko awa ŋgaapinde munzeʋe dzenyu; nokuti Mŋanakomana womunhu ucaiswa mumaʋoko aʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 “Mashoko awa ngaapinde munzeve dzenyu; nokuti Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avanhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Regai mazwi aya anyatsopinda munzeve dzenyu okuti, “Mwanakomana womunhu anofanira kuiswa mumaoko avanhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Regai mazwi aya anyatsopinda munzeve dzenyu okuti, “Mwanakomana womunhu anofanira kuiswa mumaoko avanhu.” Viz kapitola |