Ruka 9:31 - Shona BIBLE31 Vakaonekwa vachibwinya, vakataura zvokuenda kwake, kwaakanga ondopedzisa muJerusaremu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ʋakaʋonekwa ʋacibginya, ʋakataura ɀokuenda kwake, kwaakaŋga ondopedzisa paJerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Vakaonekwa vachibwinya, vakataura zvokuenda kwake, kwaakanga ondopedzisa muJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 kutarisika kwavo kwaipenya. Vaitaura nezvokutisiya kwake kwaaizozadzisa kuJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 kutarisika kwavo kwaipenya. Vaitaura nezvokutisiya kwake kwaaizozadzisa kuJerusaremu. Viz kapitola |