Ruka 9:3 - Shona BIBLE3 Akati kwavari, “Musatongotora zvomunzira, kana mudonzvo, kana hombodo, kana chingwa, kana mari; musava nenguo mbiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Akati kwaʋari: Musatoŋgotora ɀomunzira, kana muɗonɀo, kana homboɗo, kana ciŋgwa, kana mari; musaʋa neŋguʋo mbiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Akati kwavari, “Musatongotora zvomunzira, kana mudonzvo, kana hombodo, kana chingwa, kana mari; musava nenguo mbiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akati kwavari, “Musatakure zvinhu zverwendo zvinoti tsvimbo kana nhava kana chingwa kana mari. Musave nehembe mbiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Akati kwavari, “Musatakure zvinhu zverwendo zvinoti tsvimbo kana nhava kana chingwa kana mari. Musave nehembe mbiri. Viz kapitola |