Ruka 9:21 - Shona BIBLE21 Akavaudza zvikuru, nokuvarayira kuti varege kuzivisa munhu izvozvo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Akaʋaʋudza ɀikuru, nokuʋaraira kuti ʋarege kuziʋisa munhu iɀoɀo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Akavaudza zvikuru, nokuvarayira kuti varege kuzivisa munhu izvozvo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Akavatsindidza achivaudza kuti vasambotaurira izvi kana munhu zvake achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Akavatsindidza achivaudza kuti vasambotaurira izvi kana munhu zvake achiti, Viz kapitola |